Isaya 60:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mapoka eKedhari achaunganidzirwa kwauri makondohwe eNebhayoti achakushumira: achagamuchirwa sezvipo paaritari yangu, uye ndichashongedza temberi yangu yokukudzwa.

Isaya 60

Isaya 60:1-15