Isaya 60:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanhu vako vose vachava vakarurama, uye vachatora nyika kuti ive yavo nokusingaperi. Ndivo mabukira andakadyara, basa ramaoko angu, kuti ndiratidze kubwinya kwangu.

Isaya 60

Isaya 60:19-22