Isaya 60:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchanwa mukaka wendudzi uye ucharerwa pamazamu oumambo. Ipapo uchaziva kuti ini, iyeni Jehovha. ndini Muponesi wako, Mudzikinuri wako, Wamasimba Ose waJakobho.

Isaya 60

Isaya 60:12-22