Isaya 60:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kubwinya kweRebhanoni kuchauya kwauri, mipaini nemifiri nemisipuresi pamwe chete, kuzoshongedza nzvimbo yetemberi yangu tsvene; uye ndichabwinyisa nzvimbo yetsoka dzangu.

Isaya 60

Isaya 60:7-17