Isaya 60:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Masuo ako achagara akashama haachazombozarirwi, masikati kana usiku kuitira kuti vanhu vakuvigire upfumi hwendudzi, madzimambo adzo achafambiswa ari mumudungwe akundwa.

Isaya 60

Isaya 60:3-15