Isaya 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakanzwa inzwi raJehovha richiti, “Ndiani wandichatuma? Uye ndiani achatiendera?”Ini ndakati, “Ndiri pano! Nditumei!”

Isaya 6

Isaya 6:2-13