Isaya 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kumusoro kwake kwaiva neserafimi, imwe neimwe yaiva namapapiro matanhatu: namapapiro maviri, dzakafukidza uso hwadzo, namaviri dzakafukidza makumbo adzo, uye namaviri dzakanga dzichibhururuka.

Isaya 6

Isaya 6:1-7