Isaya 59:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kumavirira, vanhu vachatya Jehovha, uye kubva pakubuda kwezuva, vachakudza kubwinya kwake. Nokuti achauya sokudira kworwizi runosundwa nokufema kwaJehovha.

Isaya 59

Isaya 59:10-21