Zvokwadi haichawanikwi uye vanovenga zvakaipa ndivo vopambwa.Jehovha akatarisa akasafara kuti pakanga pasisina kururamisira.