Isaya 58:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uku handiko kutsanya kwandakasarudza here: Kusunungura ngetani dzokusaruramisira nokusunungura zvitirobho zvejoko, kusunungura vakamanikidzwa nokuvhuna joko rimwe nerimwe?

Isaya 58

Isaya 58:4-11