Isaya 58:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutsanya kwenyu kunogumisira mukukakavadzana nemhirizhonga, uye kurovana netsiva dzakaipisisa. Hamungatsanyi sezvamunoita mazuva ano, mugotarisira kuti inzwi renyu richanzwika kumusoro.

Isaya 58

Isaya 58:1-8