Isaya 58:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo uchawana mufaro wako muna Jehovha, uye ndichakuita kuti ukwire pakakwirira penyika, uye ndichakugutsa nenhaka yababa vako Jakobho.”Muromo waJehovha wazvitaura.

Isaya 58

Isaya 58:9-14