Isaya 57:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munotsva noruchiva pakati pemiti yemuouki napasi pomuti mumwe nomumwe wakapfumvutira; munobayira vana venyu mumipata napasi pamapazi akarembera.

Isaya 57

Isaya 57:1-7