Isaya 57:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndianiko wawakatya uye ukavhunduka zvokuti wakazoreva nhema kwandiri, uye hauna kumbondirangarira kana kumbozvifunga izvi mumwoyo mako? Hakuzi kuti ndakaramba ndakanyarara iwe ukasanditya here?

Isaya 57

Isaya 57:7-20