Isaya 56:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe Jehovha anoti, iye anounganidza vakadzingwa vaIsraeri, “Ndichaunganidzazve vamwe kwavari, pamwe chete neavo vakatounganidzwa kare.”

Isaya 56

Isaya 56:1-11