Isaya 56:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutorwa akanamatira kuna Jehovha ngaarege kuti, “Zvirokwazvo Jehovha achandiparadzanisa navanhu vake.” Uye nomuyunaki ngaarege kugunun'una achiti, “Ndinongova zvangu muti wakaoma.”

Isaya 56

Isaya 56:2-9