Isaya 56:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha,“Chengetedzai kururamisira mugoita zvakanaka, nokuti ruponeso rwangu rwava pedyo, uye kururama kwangu kuchakurumidza kuratidzwa.

Isaya 56

Isaya 56:1-8