Isaya 55:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo uchakoka ndudzi dzausina kumboziva, uye ndudzi dzisingakuzivi dzichamhanyira kwauri, nokuda kwaJehovha Mwari wako, Mutsvene waIsraeri, nokuti iye akakufukidza nokubwinya.”

Isaya 55

Isaya 55:1-13