Isaya 55:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchabuda nomufaro, uye muchafambiswa murugare; makomo nezvikomo zvichapururudza uye zvichaimba rwiyo pamberi penyu, uye miti yose yeminda ichauchira maoko ayo.

Isaya 55

Isaya 55:6-13