Isaya 54:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kwandiri izvi zvakafanana namazuva aNoa, pandakapika kuti mvura zhinji yaNoa haizofukidzizve nyika. Naizvozvo zvino ndapika kuti ndirege kukutsamwira, kana kukutukazve.

Isaya 54

Isaya 54:6-12