Isaya 54:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achakudanazve sokunge wanga uri mukadzi akasiyiwa, uye anotambudzika pamweya, mukadzi akawanikwa achiri mudiki, pedzezvo ndokurambwa,” ndizvo zvinotaura Mwari wako.

Isaya 54

Isaya 54:1-12