Isaya 54:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchasimbiswa mukururama: Kumanikidzwa kuchava kure nemi: hapana chamuchazotya. Kutya kuchava kure nemi; hakuchazosviki pedyo nemi.

Isaya 54

Isaya 54:7-17