Isaya 54:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Haiwa, iwe guta rokutambudzika wakarohwa nedutu ukasanyaradzwa, ndichakuvaka namabwe ana mavara, nheyo dzako namabwe esafiri.

Isaya 54

Isaya 54:3-17