Isaya 52:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pururudzai muimbe nziyo dzomufaro pamwe chete, imi matongo eJerusarema, nokuti Jehovha anyaradza vanhu vake, akadzikinura Jerusarema.

Isaya 52

Isaya 52:6-15