Isaya 52:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzakanaka sei pamusoro pamakomo tsoka dzavanouya namashoko akanaka, vanoparidza rugare, vanouya namashoko akanaka, vanoparidza ruponeso, vanoti kuZioni, “Mwari wako anotonga!”

Isaya 52

Isaya 52:1-12