Isaya 52:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uye zvino ndinei pano?” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Nokuti vanhu vangu vakabviswa pasina, uye avo vanovatonga vanovaseka,”ndizvo zvinotaura Jehovha.“Uye zuva rose zita rangu rinogara richimhurwa.

Isaya 52

Isaya 52:1-9