Isaya 52:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muka, muka iwe Zioni, zvifukidze nesimba. Fuka nguo dzako dzakanakisa, iwe Jerusarema, guta dzvene. Vasina kudzingiswa navakasvibiswa havachapindizve mauri.

Isaya 52

Isaya 52:1-9