Isaya 51:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kururama kwangu kwoswedera pedyo nokukurumidza, ruponeso rwangu rwuri munzira, uye ruoko rwangu ruchauyisa kururamisira kumarudzi. Zviwi zvichatarira kwandiri uye zvichamirira ruoko rwangu netariro.

Isaya 51

Isaya 51:1-9