Isaya 51:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vako vaziya; vanovata panotangira migwagwa, kufanana nemhara yabatwa mumumbure. Vakazadzwa nehasha dzaJehovha nokutuka kwaMwari wako.

Isaya 51

Isaya 51:11-23