Isaya 50:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe Jehovha akandipa rurimi rwakadzidziswa, kuziva shoko rinosimbisa vakarukutika. Anondimutsa mangwanani namangwanani, anomutsa nzeve yangu kuti iteerere somunhu anodzidziswa.

Isaya 50

Isaya 50:2-8