Isaya 50:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvino, imi mose munotungidza moto muchava nemwenje inopfuta, endai, mufambe muchiedza chomoto wenyu nechemwenje yamakabatidza. Izvi ndizvo zvamuchagamuchira kubva paruoko rwangu: Muchavata pasi mukurwadziwa.

Isaya 50

Isaya 50:3-11