Isaya 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichauita nzvimbo yamarara, hauzochekererwi kana kusakurirwa, uye minzwa norukato zvichakuramo. Ndicharayira makore kuti arege kunayisa mvura pamusoro pawo.”

Isaya 5

Isaya 5:1-12