Isaya 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chiiko chimwezve chaifanira kuitirwa munda wangu wemizambiringa chandisina kuuitira? Pandakatsvaka mazambiringa akanaka, wakagoberekerei akaipa oga?

Isaya 5

Isaya 5:1-9