Isaya 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuna vanoti, “Mwari ngaakurumidze, ngaachimbidzike nebasa rake kuti tirione. Ngarisvike, urongwa hwoMutsvene waIsraeri ngahuuye, kuti tihuzive.”

Isaya 5

Isaya 5:9-24