Isaya 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha Wamasimba Ose achakudzwa, nokuda kwokururamisira kwake, uye Mwari, mutsvene achazviratidza pachake kuti mutsvene, mukururama kwake.

Isaya 5

Isaya 5:11-21