Isaya 5:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo vanhu vangu vachapinda muutapwa, nokuda kwokushayiwa zivo; vanokudzwa vavo vachafa nenzara, uye vazhinji vavo vachafa nenyota.

Isaya 5

Isaya 5:12-14