Isaya 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vane nhamo avo vanomuka mangwanani kuti vatsvake doro rinodhaka, vanogara kusvikira usiku, kusvikira vapengeswa newaini.

Isaya 5

Isaya 5:1-17