Isaya 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaimbira mudiwa wangu rwiyo pamusoro pomunda wake wemizambiringa: Mudiwa wangu akanga ane munda wake wemizambiringa, pachikomo chakaorera.

Isaya 5

Isaya 5:1-6