Isaya 49:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehovha anoti, iye akandiumba ndiri muchizvaro kuti ndive muranda wake, kuti ndidzorere Jakobho kwaari uye kuti Israeri vaunganidzwezve kwaari, nokuti ndinokudzwa pamberi paJehovha, uye Mwari wangu ndiye simba rangu,

Isaya 49

Isaya 49:1-10