Isaya 49:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kunyange wakaparadzwa ukaitwa dongo, uye nyika yako yakasiyiwa yava dongo, zvino vanhu vako havachakwani mauri, uye vose vaikumedza vachava kure.

Isaya 49

Isaya 49:17-25