Isaya 49:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imbai, imi matenga, pembera iwe nyika; imbai rwiyo imi makomo! Nokuti Jehovha anonyaradza vanhu vake, uye achava netsitsi navanhu vake vanotambudzika.

Isaya 49

Isaya 49:8-21