Isaya 49:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinzwei, imi zviwi; inzwai izvi, imi ndudzi dziri kure; Jehovha akandidana ndisati ndaberekwa; kubva pakuzvarwa kwangu akataura zita rangu.

Isaya 49

Isaya 49:1-3