Isaya 48:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hauna kumbonzwa kana kunzwisisa; kubva kare nzeve yako yakanga isina kudziurwa. Ndinoziva kwazvo kuti uri munyengeri akadii; wakanzi mhandu kubva pakuzvarwa kwako.

Isaya 48

Isaya 48:2-13