Isaya 48:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakazivisa zvinhu zvakare, kare kare, muromo wangu wakazvireva uye ndakaita kuti zvizivikanwe; ipapo nokukurumidza ndakazviita, uye zvikaitika.

Isaya 48

Isaya 48:1-9