Isaya 48:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havana kunzwa nyota paakavatungamirira mugwenga; akaita kuti mvura iyerere ichibva mudombo, achiitira ivo; akatsemura dombo mvura ikatubuka.

Isaya 48

Isaya 48:13-22