Isaya 48:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri,“Ndini Jehovha Mwari wako, anokudzidzisa zvinokubatsira, anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo.

Isaya 48

Isaya 48:13-22