Isaya 48:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Unganai pamwe chete, imi mose muteerere; Ndechipiko chimwe chezvifananidzo chakakuudzai kuti zvinhu izvi zvichaitika? Iye anodikanwa naJehovha achaita zvakarongwa naJehovha pamusoro peBhabhironi; ruoko rwake rucharwisa vaBhabhironi.

Isaya 48

Isaya 48:7-15