Isaya 47:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo zvino, chinzwa, iwe chisikwa chisingagutsikani, ugere zvakachengetedzeka, uchiti, mumwoyo mako, ‘Ndini, hakuna mumwe kunze kwangu. Handizovi chirikadzi, uye handizotambudziki nokurasikirwa navana.’

Isaya 47

Isaya 47:3-10