Isaya 47:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatsamwira vanhu vangu ndikasvibisa nhaka yangu; ndakavapa muruoko rwako, iwe ukasavanzwira ngoni. Kunyange vakakwegura wakavatakudza joko rinorema kwazvo.

Isaya 47

Isaya 47:1-9