Isaya 47:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tora makuyo ukuye upfu; bvisa vhoiri rako. Fukura nguo dzako, makumbo ako aonekwe, uyambuke hova.

Isaya 47

Isaya 47:1-11